Ticker

6/recent/ticker-posts

Header Ads Widget

YOUNG BROTHER SLEEPS WITH BIG BROTHER'S WIFE,BABA MUDIKI KUKWIRA AMAIGURU

 

Ndakafumogeza kuseni seni ndokunobata bhazi raMayambara raipfuura nepamusha pedu kuma7 richibva paShurugwi chaipo. Hand

ina zvizhinji
zvandafunga kunze kwekuti dai zvinhu zvanondifambirawo kuHarare mari dzepenjeni yababa Ronia yabuda. Kubva zvavakarohwa nemotokari vari pamudhudhudhu vari pabasa vachibva vangofira ipapo, hapana kana sendi repenjeni randange ndambopiwa. Ndaive ndatopedza gore rese
ndichizvifambira. Pandakapedzisera kuendako muna juni vakange vati ndozodzoka musi wa24 Novhemba zvine nge zvanaka.  Mukudoka kwaro zuva ndainge ndatosvika zvangu muHarare.Ndakabva ndananga kuBudiriro kwaigara babamudiki, munun'ina wababa Ronie. Ndakasvikotambirwa naChenai,kasikana kavo kaive nemakore gumi ako ndakaona kachitamba
muroad. Tapinda mumba ndakawana dangwe ravo Tonde
achangoisa poto yemuriwo pamoto. Babamudiki vakange
vatogara zvavo vachoona TV. Vakataridza kufara
vachindiona.Takwazisana paya ndakazobvunza kuti
mainini mai Tonde vaive vaindepi. Ndakaudzwa kuti vaive vave nesvondo vakaenda kuSouth. Ipapo ndakatarisa babamudiki ndikaona vakanditi ndee mumaziso chaimo. Neniwo ndakabva ndanyemwerera. Mainini vaive vasipo...hela....nhasi
inotorara irimo chete!! Maihwee maihwee zvangu. Ini nababa mudiki taive tiine unfinished dzedu. Rimwe zuva mukoma wavo achiri mupenyu vauya kumusha takasanganidzana panzira kuchangosviba ini ndichibva kutsime. Babamudiki vakabva vanditi mbaaa garo rangu ndokunditi 'Asi maiguruka....tichasangana'.Hatinazve zvakazoitika pakati pedu. Saka nhasi ndiro raive zuva racho matako aisangana pakuyambuka.Ndakaona shasha yonyemwerera nekutambisa kagumbo nekuti....



Wait for the next episode this weeked on Opra mixes World

Post a Comment

0 Comments