Ticker

6/recent/ticker-posts

Header Ads Widget

VARUME UKU NDIKO KUNONZI KUSVIRAA--BY OPRA MIXES



Kana uchida kugutsa mukadzi wako kuti asaku cheater. Unoda kuziva zvakawanda usati watangana nebonde iri. Unotanga ne foreplay kana romance yakanaka, sezvo foreplay iriyo inoshanda se appetiser. Roamance yaitwa nomazvo inoita kuti mukadzi aite nzara uye shungu dzekuda kusvirwa. Mapinda zvenyu mumba mako maunoda kuzosvirirana nemukadzi wako ita zvinotevera.
Murume anofanira kukurmidza kuenda kwamunoda kusvirirana kwacho anobvisa hembe netrouse wosara necashort. Kana mukadzi ataevera kunzvimbo yekusvirirana kwauri iwe murume famba zvishoma ne zvishoma wakamutarisa mumaziso, uchiswedera kwaari. Mumbundikire, wotanga kupuruzira magaro ake zvinyoro nyoro asati atombobvisa hembe dzake apa uchimukisa kisa muhuro nemu nzeve. bata mazamu zvishoma ne zvishoma, uchiita kuti minwe yako ipote ichikwenya nato (tits) dzake. Waona kuti zviri kumunakira chimubvisa bra nekubva waisa zamu one mukanwa, rimwe wakabata nerumwe ruwoko.
Rumwe ruwoko runenge rwuchifamba famba pakati pemakumbo ake, mukati mezvidya nepamusoro pe bhurugwa, uchiita kunge kumu nyerekedza. Usashandise rurimi pakuyamwa zamu kwete kuzorumana zvauriwe. Mushure mechinguva chinja zamu rekuyamwa, wobva wapinza ruwoko mubhurugwa wotanga kutambisa matinji, kabinz nekusvika kumuromo webeche. Svika kumagaro zvekare neruoko rwuri mukati mebhurugwa. Ita uchiteerera mafemero aanenge ava kuita, nekakugomera gomera kuti uzive kuti ava kuda KUSVIRWA HERE.
Kana ava kuida mukati unooona achibata mboro yako oinangisa oga mubeche but usati wapinza imbokwiza kabeans kacho nemusoro wemboro seuri kupotsa buri zvako. Izvozvo zvinoita kuti musikana kana mukadzi wako anzwe kunakirwa zvakanyanya. Kana wazopinza usaise yese but isa musoro wayo chete wokoira zvinyoro nyoro seusingadi kusvira zvako. Ziva kuti munhukadzi haangonakirwi kubeche chete during sex asi ne dzimwe nhengo dzemuviri kusanganisira mazamo, magaro uye matinji saka paunenge wapinza musoro chete ita kuti maoko ako abate bate zvinhu izvozvo, uchiteerera kuti chiri kumupa kunakirwa kwakanyanya ndechipi.
Kana wava kugona seni one hand should be pa one zamu, muromo wako on another, then rumwe ruoko paka beans. Usakanganwe kupuruzirawo kana kuita eku gukuchira magaro. Apa chibva wati pinzisei but half chete, kwete yese. Uku uchikoira zvishoma nezvishoma. Allow her kutunda at least twice usati waipinza yese uchingoita zvandareva. Paanotunda usamhanyira kupinza yese. Iburitse yese panze woita seunotangazve romance. Anotanga kudziya panyowani, kuitira kuti aite recover from that orgasm.
Kana adziya chiisa yese but zvinyoro nyoro. Koira zvine kasimba mbijana kwete hasha too much sezvaunoita zviya. Ipapo chibvumira mukadzi to take control because she will be going for her final orgasm. Vamwe vavo at this point vanoda kuuya pamusoro. Allow her to do that. Vamwe havaende pamusoro but ndiye anenge ava muridzi weku koira ari pasi ipapo. Rega akoire iye asi iweusazongoti zii zve. Koira zvekutevedzera zvaari kuda. This is because kukoira kwake ipapo anenge achitevedza kune G-spot yake. Ndiko kwaanenge achinangisa mboro painenge iri mukati. Iwe ziva zvekuyamwa mazamu nekupuruzira magaro (kana ari iye ari pamusoro) uye tuma small kisses. Chenjera kuti hauzokoira zviri out of order ukamu disappointa nekumutadzisa kuiendesa paari kuda. Uchaona kuti anenge ava kufemera padenga uye kuridza mhere. Paunoona kuti ava kuda kutunda mupe deep kiss, wakabata magaro. Usabvisa kiss kusvika apedza kutunda.
This fourth orgasm inenge iri very explosive. Kubva kuvhudzi kusvika kutsoka anenge ari magetsi ega ega. Iwe imbomira kutunda ipapo. Hold on. Siya atunde ega. Paanopedza kutunda chimira kukoira kuitira kuti iwe usatundewo, asi kiss ngairambe yakarumwa. What makes this orgasm very special is that inoitika because of touching the woman's G-spot. That is the strongest of all orgasms anogona kuitwa nemukadzi. Imboti zii irimo ichiita kuvhita vhita nekugwinha gwinha irimo zvayo.gud day tozopedzisa nyaya yacho mangwana

Post a Comment

0 Comments